Ʋatoŋgi 9:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 asi kana ɀisina‐kunaka, mŋoto ŋgauɓuɗe kunaAbimereki, uparadze ʋarume ʋeShekemi, naʋeimba yaMiro; ʋuye mŋoto ŋgauɓuɗe kuʋarume ʋeShekemi, naʋeimba yaMiro, uparadze Abimereki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 asi kana zvisina kunaka, moto ngaubude kuna Abhimereki, uparadze varume veShekemu, naveimba yaMiro; uye moto ngaubude kuvarume veShekemu, naveimba yaMiro, uparadze Abhimereki.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi kana zvisizvo moto ngaubve muna Abhimereki uroromese vanhu vomuShikemu nevomuBhetimiro. Moto ngaubvewo mune vanhu vemuShikemu nevomuBhetimiro uroromese Abhimereki.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi kana zvisizvo moto ngaubve muna Abhimereki uroromese vanhu vomuShikemu nevomuBhetimiro. Moto ngaubvewo mune vanhu vemuShikemu nevomuBhetimiro uroromese Abhimereki.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi kana musina kudaro, moto ngaubude kubva kuna Abhimereki, uye uparadze imi, vagari veShekemu neBheti Miro, uye moto ngaubude kwamuri, vagari veShekemu neBheti Miro, ugoparadza Abhimereki!” Viz kapitola |