Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 9:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Saka ɀino kana makaita ɀakanaka neɀakarurama, ɀamakaita Abimereki mambo wenyu, ʋuye kana makaitira Jerubaari neimba yake ɀakanaka, nokumuitira seɀaakafanirwa pamsoro peɀaakakuitirai,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 “Saka zvino kana makaita zvakanaka nezvakarurama, zvamakaita Abhimereki mambo wenyu, uye kana makaitira Jerubhaari sezvaakafanirwa pamusoro pezvaakakuitirai,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 “Naizvozvo hameno kana zvokugadza Abhimereki umambo makazviita muchiti muri kuita zvakanaka, uye maifunga kuti muri kuita zvinhu kwazvo, zvimwe munofungawo kuti zvamakaitira Jerubhaari nemhuri yake zvinokodzerana nezvaakaita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 “Naizvozvo hameno kana zvokugadza Abhimereki umambo makazviita muchiti muri kuita zvakanaka, uye maifunga kuti muri kuita zvinhu kwazvo, zvimwe munofungawo kuti zvamakaitira Jerubhaari nemhuri yake zvinokodzerana nezvaakaita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 “Zvino kana imi makaita zvinokudzwa uye zvakatendeka pamakaita Abhimereki mambo, uye kana makaita zvakanaka kuna Jerubhi-Bhaari nokumhuri yake, uye kana makamubata sezvaanofanira,

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 9:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy