Ʋatoŋgi 9:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Abimereki, mŋanakomana waJerubaari, wakaenda Shekemi, kunamadzisekuru ake, akataurirana naʋo ʋuye norudzi rwose rweimba yaɓaɓa ʋamai ʋake, akati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Abhimereki, mwanakomana waJerubhaari, wakaenda Shekemu, kuna madzisekuru ake, akataurirana navo uye norudzi rwose rweimba yababa vamai vake, akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Abhimereki mwanakomana waJerubhaari akaenda kuShikemu kwanasekuru vake, hanzvadzi dzaamai vake akataurirana navo pamwechete nehama dzose dzokwaamai vake achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Abhimereki mwanakomana waJerubhaari akaenda kuShikemu kwanasekuru vake, hanzvadzi dzaamai vake akataurirana navo pamwechete nehama dzose dzokwaamai vake achiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Abhimereki mwanakomana waJerubhi-Bhaari akaenda kuhanzvadzi dzamai vake vaiva muShekemu akati kwavari uye nokuna vose veimba yamai vake, Viz kapitola |