Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 8:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 ʋuye haʋana‐kuitira ʋeimba yaJerubaari, iye Gideoni, ɀakanaka pamsoro peɀose ɀakanaka ɀaakaŋga aitira ʋaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 uye havana kuitira veimba yaJerubhaari, iye Gidheoni, zvakanaka pamusoro pezvose zvakanaka zvaakanga aitira vaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Havana zvakare kana kumboita hanya nevemhuri yaJerubhaari, (Gidheoni uya uya) maererano nezvakanaka zvose zvaakaitira vaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Havana zvakare kana kumboita hanya nevemhuri yaJerubhaari, (Gidheoni uya uya) maererano nezvakanaka zvose zvaakaitira vaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Vakatadza kuitira mhuri yaJerubhi-Bhaari (iye Gidheoni) zvakanaka pazvinhu zvose zvakanaka zvaakanga avaitira.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 8:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy