Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 8:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino Gideoni wakati acaŋgofa, ʋana ʋaIsraeri ʋakadzokera shure, ʋakapata ʋaciteʋera ʋaBaari, ʋakaita Baari‐beriti mŋari waʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino Gidheoni wakati achangofa, vana vaIsiraeri vakadzokera shure, vakapata vachitevera vaBhaari, vakaita Bhaari-bheriti mwari wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Zvakazoitika kuti Gidheoni paakangofa vaIsiraeri vakapanduka vakaita unzenza hwokunamata vanaBhaari. Vakazvigadzirira Bhaaribheriti kuti ave mwari wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Zvakazoitika kuti Gidheoni paakangofa vaIsiraeri vakapanduka vakaita unzenza hwokunamata vanaBhaari. Vakazvigadzirira Bhaaribheriti kuti ave mwari wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Gidheoni akati achangofa, vaIsraeri vakafevazve vakatevera vaBhaari. Vakamisa Bhaari Bheriti samwari wavo uye

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 8:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy