Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 8:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Mŋari wakaisa macinda maʋiri aMidiani, Orebi naZeebi, mumaʋoko enyu; ɀino ini ndaigona kuitei ʋo, kana ndiciɀifananidza nemi? Ipapo kutsamŋa kwaʋo kwakanyarara kwaari, aʋaʋudza iɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Mwari wakaisa machinda maviri aMidhiani, Orebhi naZeebhi, mumaoko enyu; zvino ini ndaigona kuiteiwo, kana ndichizvifananidza nemi?” Ipapo kutsamwa kwavo kwakanyarara kwaari, avaudza izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Mwari akaisa mumaoko enyu vatungamiriri vevaMidhiani vanaOrebhu naZeebhu. Zvino chiiwo chandakaita chingabangoenzaniswa nezvamakaita, imi?” Ipapo kumugumbukira kwavakanga vakaita kwakabva kwapera paakavataurira izvozvi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Mwari akaisa mumaoko enyu vatungamiriri vevaMidhiani vanaOrebhu naZeebhu. Zvino chiiwo chandakaita chingabangoenzaniswa nezvamakaita, imi?” Ipapo kumugumbukira kwavakanga vakaita kwakabva kwapera paakavataurira izvozvi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Mwari akaisa Orebhi naZeebhi, vatungamiri vavaMidhiani mumaoko enyu. Ko, ini ndaizokwanisa kuitei kuti ndienzaniswe nemi?” Ipapo, kutsamwa kwavo pamusoro pake kwakaserera.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 8:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy