Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 8:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Saiɀoɀo ʋaMidiani ʋakakundwa pamberi paʋana ʋaIsraeri, haʋana‐kuzosimudza ɀe misoro yaʋo. Nyika ikazorora makore anamakumi manna pamazuʋa aGideoni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Saizvozvo vaMidhiani vakakundwa pamberi pavana vaIsiraeri, havana kuzosimudzazve misoro yavo. Nyika ikazorora makore ana makumi mana pamazuva aGidheoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Naizvozvo vaMidhiani vakakurirwa navaIsiraeri, havana kana kuzombosimudza musoro. Panguva yaGidheoni, nyika yakava norunyararo kwamakumi mana amakore.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Naizvozvo vaMidhiani vakakurirwa navaIsiraeri, havana kana kuzombosimudza musoro. Panguva yaGidheoni, nyika yakava norunyararo kwamakumi mana amakore.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Naizvozvo vaMidhiani vakakundwa pamberi pavaIsraeri uye havana kuzosimudzazve musoro wavo. Pamazuva okurarama kwaGidheoni, nyika yakava norugare kwamakore makumi mana.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 8:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy