Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 8:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Akati kwaʋari: Ini ɀino ndaiteiko haŋgu, kana ndiciɀifananidza nemi? Handiti ɀakaʋuŋganidzwa naEfraimi ɀinopfuʋura kukohwa kwose kwaAbiezeri here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Akati kwavari, “Ini zvino ndaiteiko hangu, kana ndichizvifananidza nemi? Handiti zvakaunganidzwa naEfuremu zvinopfuura kukohwa kwose kwaAbhiezeri here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Iye akavati, “Chiiko zvino chandaita chingaenzaniswe nezvamakaita imi? Ko magirepisi amanofuhwa imi vokwaEfuraimu haasiri mazhinji here pane atinokohwa isu vokwaAbhiezeri?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Iye akavati, “Chiiko zvino chandaita chingaenzaniswe nezvamakaita imi? Ko magirepisi amanofuhwa imi vokwaEfuraimu haasiri mazhinji here pane atinokohwa isu vokwaAbhiezeri?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Asi akavapindura akati, “Ko, chii chandaita kuti ndizvienzanise nemi? Handiti zvakanongwa zvamazambiringa aEfuremu zviri nani kupfuura mukohwo uzere wamazambiringa aAbhiezeri?

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 8:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy