Ʋatoŋgi 7:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Naiɀoɀo ɀino, enda undoparidza ʋanhu ʋaɀinzwe, uti: Aninani unotya, unoɗeɗera, ŋgaadzoke hake, abve pagomo reGireadi. Ʋanhu ʋaneɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀiʋiri ʋakadzoka, ʋakasara ʋaneɀuru ɀinegumi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Naizvozvo zvino, enda undoparidza vanhu vazvinzwe, uti, ‘Ani naani unotya, unodedera, ngaadzoke hake, abve pagomo reGireadhi.’ ” Vanhu vane zviuru zvina makumi maviri nezviviri vakadzoka, vakasara vane zviuru zvine gumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Naizvozvo chiudza vanhu vachizvinzwira nenzeve dzavo uchiti, ‘Anenge achidedera nokutya, ngaadzokere zvake kumusha.’ ” Gidheoni akavaedza; varume vaisvika makumi maviri ezviuru nezviuru zviviri vakadzokera, kukasara zviuru gumi zvavarume. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Naizvozvo chiudza vanhu vachizvinzwira nenzeve dzavo uchiti, ‘Anenge achidedera nokutya, ngaadzokere zvake kumusha.’ ” Gidheoni akavaedza; varume vaisvika makumi maviri ezviuru nezviuru zviviri vakadzokera, kukasara zviuru gumi zvavarume. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 zivisa vanhu izvozvi kuti, ‘Ani naani ari kudedera nokutya ngaadzoke hake abve paGomo reGireadhi.’ ” Saka varume vanosvika zviuru makumi maviri nezviviri vakabva, kukasara zviuru gumi. Viz kapitola |