Ʋatoŋgi 4:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iye akati: Ɀirokwaɀo ndicaenda newe, asi iwe hauŋgakudzwi parwendo urwu rwaunofamba, nokuti Jehova ucateŋgesa Sisera muruʋoko rwomukadzi. Debora akasimuka, akaenda Kedeshi naBaraki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Iye akati, “Zvirokwazvo ndichaenda newe, asi iwe haungakudzwi parwendo urwu rwaunofamba, nokuti Jehovha uchatengesa Sisera muruoko rwomukadzi.” Dhebhora akasimuka, akaenda Kedheshi naBharaki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Dhebhora ndokuti, “Zvokuenda newe ndinoenda, asi namaitiro awada kuzviita nawo aya, iwe hausiwe uchava nembiri nokuti Tenzi achaisa Sisera mumaoko omunhukadzi.” Nokudaro Dhebhora akasimuka akaenda pamwechete naBharaki kuKedheshi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Dhebhora ndokuti, “Zvokuenda newe ndinoenda, asi namaitiro awada kuzviita nawo aya, iwe hausiwe uchava nembiri nokuti Tenzi achaisa Sisera mumaoko omunhukadzi.” Nokudaro Dhebhora akasimuka akaenda pamwechete naBharaki kuKedheshi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Dhibhora akati, “Zvakanaka hazvo, ndichaenda newe. Asi nokuda kwenzira yauri kuda kuita nayo izvi, kukudzwa hakungavi kwako, nokuti Jehovha achaisa Sisera muruoko rwomukadzi.” Saka Dhibhora akaenda naBharaki kuKadheshi, Viz kapitola |