Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 4:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Baraki akati kwaari: Kana imi mukaenda neni, ini ndicaenda, asi kana imi musiŋgaendi neni, ini handiŋgaendi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Bharaki akati kwaari, “Kana imi mukaenda neni, ini ndichaenda, asi kana imi musingaendi neni, ini handingaendi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Bharaki akamuti, “Kana imi mukaenda neni ndinoenda, asi kana imi musingaende neni, iniwo handiende.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Bharaki akamuti, “Kana imi mukaenda neni ndinoenda, asi kana imi musingaende neni, iniwo handiende.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Bharaki akati kwaari, “Kana imi mukaenda neni, ini ndichaenda; asi kana musingaendi neni, neni handingaendi.”

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 4:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy