Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 3:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Iʋo ʋakasiyiwa’po, kuti ʋaIsraeri ʋaidzwe naʋo, kuti kuzikanwe kana ʋaciɗa kuterera mirairo yaJehova yaakaŋga araira madziɓaɓa aʋo naMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ivo vakasiyiwapo, kuti vaIsiraeri vaidzwe navo, kuti kuzikanwe kana vachida kuteerera mirairo yaJehovha yaakanga araira madzibaba avo naMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vakaregwa varimo kuedza vaIsiraeri kuti kugoonekwa kuti vachateerera here mitemo yaTenzi yakaudzwa madzibaba avo nomuromo waMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Vakaregwa varimo kuedza vaIsiraeri kuti kugoonekwa kuti vachateerera here mitemo yaTenzi yakaudzwa madzibaba avo nomuromo waMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Vakasiyiwa kuti vaedze vaIsraeri kuti aone kana vaizoteerera mirayiro yaJehovha, yaakanga apa madzitateguru avo kubudikidza naMozisi.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 3:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy