Ʋatoŋgi 3:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Neŋguʋa iyo ʋakaʋuraya ʋarume ʋaMoabi ʋaneŋge ɀuru ɀinegumi, ʋose ʋari ʋarume ʋanesimba noʋoʋumhare, hakunomunhu mumŋe wakapukunyuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Nenguva iyo vakauraya varume vaMoabhu vanenge zviuru zvine gumi, vose vari varume vane simba novoumhare, hakuna munhu mumwe wakapukunyuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Panguva iyoyo vakauraya mikweshwa yavarume vechiMoabhu vanosvika zviuru gumi. Hakuna kana mumwechete akapunyuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Panguva iyoyo vakauraya mikweshwa yavarume vechiMoabhu vanosvika zviuru gumi. Hakuna kana mumwechete akapunyuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Panguva iyoyo vakauraya zviuru zvinenge gumi zvavaMoabhu, vose vakanga vakagwinya uye vane simba; hapana akapunyuka. Viz kapitola |