Ʋatoŋgi 3:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 ciɓato cikapinda ʋo ciciteʋera cese, mafuta akadziʋira pamsoro pecese, nokuti haana‐kuvomora munondo muɗumbu rake, mafuta akaɓuɗa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 chibato chikapindawo chichitevera chese, mafuta akadzivira pamusoro pechese, nokuti haana kuvhomora munondo mudumbu rake, mafuta akabuda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Rakabva rati bherevere zvose nomupakato waro. Mafuta akariti fushe fushe nokuti haana kuribvisa mudumbu make, tsvina ikabva yabuda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Rakabva rati bherevere zvose nomupakato waro. Mafuta akariti fushe fushe nokuti haana kuribvisa mudumbu make, tsvina ikabva yabuda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Kunyange chibato chomunondo chakanyura chichitevera chese, ukandobuda nokumusana kwake. Ehudhi haana kuvhomora munondo, uye mafuta akaputira pamusoro pawo. Viz kapitola |