Ʋatoŋgi 3:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ndidzo ndudzi dzakasiyiwa naJehova, kuti aidze ʋaIsraeri nadzo, iʋo ʋaIsraeri ʋose ʋakaŋga ʋasina‐kuziʋa hondo dzose dzapaKanani; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino ndidzo ndudzi dzakasiyiwa naJehovha, kuti aidze vaIsiraeri nadzo, ivo vaIsiraeri vose vakanga vasina kuziva hondo dzose dzapaKenani; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvino aya ndiwo marudzi avanhu akaregwa naTenzi arimo okuedza nawo vaIsiraeri vose zvavo vakanga vasina kumbenge vaona hondo ichirwiwa muKanani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvino aya ndiwo marudzi avanhu akaregwa naTenzi arimo okuedza nawo vaIsiraeri vose zvavo vakanga vasina kumbenge vaona hondo ichirwiwa muKanani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Idzi ndidzo ndudzi dzakasiyiwa naJehovha kuti aedze vaIsraeri vaya vose vakanga vasina kumboziva kana hondo ipi zvayo muKenani, Viz kapitola |