Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 21:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Nokuti ʋanhu ʋakati ʋaciʋereŋgwa, ʋonei kwakaŋga kusinomunhu waʋagere Jabeshi‐gireadi ipapo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Nokuti vanhu vakati vachiverengwa, onei kwakanga kusina munhu wavagere Jabheshi-gireadhi ipapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 nokuti pakaverengwa vanhu kwakabva kwaoneka kuti hakuna wokuJabheshigireadhi vose navakadzi navana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 nokuti pakaverengwa vanhu kwakabva kwaoneka kuti hakuna wokuJabheshigireadhi vose navakadzi navana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Nokuti vakati vaverenga vanhu, vakaona kuti kwakanga kusina munhu weJabheshi Gireadhi akanga aripo.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 21:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy