Ʋatoŋgi 21:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino fume maŋgwana ʋanhu ʋakamuka maŋgwanani, ʋakaʋaka’po artari, ʋakaʋuya neɀipiriso ɀinopiswa neɀipiriso ɀokuyananisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino fume mangwana vanhu vakamuka mangwanani, vakavakapo atari, vakauya nezvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuyananisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mangwana acho vakafumomuka vakavaka atari vakapira mipiro yokupisa nemipiro yokuwadzana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mangwana acho vakafumomuka vakavaka atari vakapira mipiro yokupisa nemipiro yokuwadzana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mangwanani ezuva rakatevera, vanhu vakavaka aritari vakapa zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuwadzana. Viz kapitola |