Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 2:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Naiɀoɀo Jehova akasiya ndudzi idzo, akasakurumidza kudzidziŋga; ʋuye haana‐kudziisa muruʋoko rwaJoshua.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Naizvozvo Jehovha akasiya ndudzi idzo, akasakurumidza kudzidzinga; uye haana kudziisa muruoko rwaJoshua.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Saizvozvo Tenzi akarega marudzi iwayo arimo, haana kubva akurumidza kuvadzinga vose pamwechete, haanawo kuvaisa mumaoko aJoshuwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Saizvozvo Tenzi akarega marudzi iwayo arimo, haana kubva akurumidza kuvadzinga vose pamwechete, haanawo kuvaisa mumaoko aJoshuwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Jehovha akatendera ndudzi idzo kuti dzisare; haana kudzidzinga pakarepo uye haana kudziisa mumaoko aJoshua.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 2:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy