Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 2:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 kuti ndiidze ʋaIsraeri nadzo, kana ʋaciɗa kuceŋgeta nzira yaJehova, kana ʋaciɗa kufamba’mo, seɀayaiceŋgetwa namadziɓaɓa aʋo, kana ʋasiŋgaɗi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 kuti ndiidze vaIsiraeri nadzo, kana vachida kuchengeta nzira yaJehovha, kana vachida kufambamo, sezvayaichengetwa namadzibaba avo, kana vasingadi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Navo ndichaedza vaIsiraeri kuti ndione kuti vachachengeta here gwara raTenzi raifamba madzibaba avo kana kuti kwete.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Navo ndichaedza vaIsiraeri kuti ndione kuti vachachengeta here gwara raTenzi raifamba madzibaba avo kana kuti kwete.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Ndichavashandisa kuti vaedze vaIsraeri, kuti ndione kuti vachachengeta here nzira yaJehovha vagofamba mairi sezvakaitwa namadzitateguru avo.”

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 2:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy