Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 14:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Akabgutora namaʋoko ake, akaenda acidya; akaȿika kunaɓaɓa ʋake namai ʋake, akaʋapa ʋakadya ʋo; asi haana‐kuʋaʋudza kuti wakaŋga aɓura ʋuci mucitunha ceshumba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Akahutora namaoko ake, akaenda achidya; akasvika kuna baba vake namai vake, akavapa vakadyawo; asi haana kuvaudza kuti wakanga abura uchi muchitunha cheshumba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Akahukwaturira muruoko rwake ndokupfuura nerwendo rwake, oenda zvake achihudya. Akasvika kuna baba naamai vake, akavapawo humwe, ndokubva vadya zvavo. Asi haana kuvaudza kuti hwabva muchitunha cheshumba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Akahukwaturira muruoko rwake ndokupfuura nerwendo rwake, oenda zvake achihudya. Akasvika kuna baba naamai vake, akavapawo humwe, ndokubva vadya zvavo. Asi haana kuvaudza kuti hwabva muchitunha cheshumba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 akahubura namaoko ake akadya achifamba. Akati asvika kuvabereki vake akavapa humwe vakadyawo naivo. Asi haana kuvaudza kuti akanga atora uchi mumutumbi weshumba.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 14:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy