Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 13:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ipapo Manoa akakumbira kunaJehova, akati: Jehova, ndinokumbira kuti munhu waMŋari wamakatuma, aʋuye ɀe kwatiri, atidzidzise ɀatinofanira kuitira mŋana ucazoɀarwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ipapo Manoa akakumbira kuna Jehovha, akati, “Jehovha, ndinokumbira kuti munhu waMwari wamakatuma, auyezve kwatiri, atidzidzise zvatinofanira kuitira mwana uchazozvarwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Manoa akanamata kuna Tenzi achiti, “Tenzi wangu, ndinokumbira kuti munhu waMwari uya wamatuma auyezve kwatiri, atidzidzise marerero atinofanira kuita mukomana iyeyo achaberekwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Manoa akanamata kuna Tenzi achiti, “Tenzi wangu, ndinokumbira kuti munhu waMwari uya wamatuma auyezve kwatiri, atidzidzise marerero atinofanira kuita mukomana iyeyo achaberekwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ipapo Manoa akanyengetera kuna Jehovha akati, “Haiwa Jehovha, ndinokukumbirai, regai munhu waMwari wamakatuma kwatiri adzokezve kuti azotidzidzisa kurera kwatingaita mukomana achazozvarwa.”

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 13:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy