Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 13:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 asi wakati kwandiri: Tarira, ucaʋa nemimba, nokuɓereka mŋanakomana; ɀino cirega kunwa waini, kana ɀimŋe ɀinoɓata, usadya cinhu cisina‐kunaka, nokuti mŋana uyu ucaʋa muNaziri waMŋari kubva paɗumbu ramai ʋake kuȿikira pazuʋa rokufa kwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 asi wakati kwandiri, ‘Tarira, uchava nemimba, nokubereka mwanakomana; zvino chirega kunwa waini, kana zvimwe zvinobata, usadya chinhu chisina kunaka, nokuti mwana uyu uchava muNaziri waMwari kubva padumbu ramai vake kusvikira pazuva rokufa kwake.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi anditi, ‘Chinzwa, uchava napamuviri ugobereka mwana mukomana. Naizvozvo usanwe waini kana kunwa doro, uregewo kudya chinhu chakan'ora nokuti mukomana achava muNaziri waMwari kubvira pakuberekwa kwake kusvikira musi waanofa.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Asi anditi, ‘Chinzwa, uchava napamuviri ugobereka mwana mukomana. Naizvozvo usanwe waini kana kunwa doro, uregewo kudya chinhu chakan'ora nokuti mukomana achava muNaziri waMwari kubvira pakuberekwa kwake kusvikira musi waanofa.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Asi ati kwandiri, ‘Uchava nemimba uye uchabereka mwanakomana. Zvino, chirega kunwa waini kana zvimwe zvokunwa zvakaviriswa uye usadya chinhu chipi zvacho chisina kuchena, nokuti mukomana achava muNaziri waMwari kubva pakuzvarwa kwake kusvikira pazuva raanofa.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 13:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy