Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 13:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Naiɀoɀo ɀino cicenjera hako kuti urege kunwa waini, kana ɀimŋe ɀinoɓata, kana kudya cinhu cisina‐kunaka;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Naizvozvo zvino chichenjera hako kuti urege kunwa waini, kana zvimwe zvinobata, kana kudya chinhu chisina kunaka;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Naizvozvo uchenjerere kuti usanwe waini kana doro, uregewo kudya chinhu chakan'ora,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Naizvozvo uchenjerere kuti usanwe waini kana doro, uregewo kudya chinhu chakan'ora,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Zvino uone kuti warega kunwa waini kana zvimwe zvokunwa zvakaviriswa uye kuti urege kudya chinhu chipi zvacho chisina kuchena,

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 13:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy