Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 13:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino kwakaŋga kunomumŋe murume weZora, weimba yaDani, wainzi Manoa; mukadzi wake wakaŋga asinomŋanakomana, asiŋgaɓereki.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino kwakanga kuno mumwe murume weZora, weimba yaDhani, wainzi Manoa; mukadzi wake wakanga asina mwanakomana, asingabereki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Kwaiva nomumwewo murume ainzi Manoa wedzinza rokwaDhani aigara muguta reZora. Aiva momudzimai akanga asina mbereko, asina mwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Kwaiva nomumwewo murume ainzi Manoa wedzinza rokwaDhani aigara muguta reZora. Aiva momudzimai akanga asina mbereko, asina mwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Mumwe murumwe weZora ainzi Manoa, aibva muimba yavaDhani, akanga ane mukadzi akanga asingabereki, asina mwana.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 13:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy