Ʋatoŋgi 11:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jefta akati kuʋakuru ʋeGireadi: Kana mucindidzosa kuti ndirwe naʋana ʋaAmoni, kana Jehova akaʋaisa mumaʋoko aŋgu, ndicaʋa mukuru wenyu here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Jefuta akati kuvakuru veGireadhi, “Kana muchindidzosa kuti ndirwe navana vaAmoni, kana Jehovha akavaisa mumaoko angu, ndichava mukuru wenyu here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jefuta akapindurawo vakuru vakuru ava achiti, “Mukandidzorerazve kumusha kundorwisa vaAmoni, Tenzi akavaisa mumaoko angu ndichava mutongi wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Jefuta akapindurawo vakuru vakuru ava achiti, “Mukandidzorerazve kumusha kundorwisa vaAmoni, Tenzi akavaisa mumaoko angu ndichava mutongi wenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Jefuta akapindura akati, “Ngatimboti madzokera neni kundorwa navaAmoni uye Jehovha akavapa kwandiri, ndichava mukuru wenyu zvechokwadi here?” Viz kapitola |