Ʋatoŋgi 10:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Iye akatoŋga ʋaIsraeri makore anamakumi maʋiri namatatu, akafa; akaʋigwa paShamiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Iye akatonga vaIsiraeri makore ana makumi maviri namatatu, akafa; akavigwa paShamiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akatonga vaIsiraeri makumi maviri ana makore matatu, akazofa, akavigwa kuShamiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akatonga vaIsiraeri makumi maviri ana makore matatu, akazofa, akavigwa kuShamiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akatungamirira Israeri kwamakore makumi maviri namatatu, ipapo akafa, uye akavigwa muShamiri. Viz kapitola |