ƲaRoma 9:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 naʋari ʋorudzi rwaAbrahama haʋazi ʋana ʋake ʋose; asi ɀinonzi: KunaIsaka ndiko kucatumidzwa rudzi rwako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 navari vorudzi rwaAbhurahamu havazi vana vake vose; asi zvinonzi, “Kuna Isaka ndiko kuchatumidzwa rudzi rwako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Havasi vose vechizvarwa chaAbhurahamu vari vana vaAbhurahamu asi kuti zvinonzi, “Zvizvarwa zvako zvichadaidzwa nomuzita raIsaki.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Havasi vose vechizvarwa chaAbhurahamu vari vana vaAbhurahamu asi kuti zvinonzi, “Zvizvarwa zvako zvichadaidzwa nomuzita raIsaki.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Uye nokuti zvavari vorudzi rwake, vose vana vaAbhurahama. Asi zvinonzi, “Kuna Isaka ndiko kuchatumidzwa rudzi rwako.” Viz kapitola |