ƲaRoma 9:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti ndaiɗa kuti ini ndimene ndiʋe munhu wakatukwa, wakaparadzaniswa naKristu nokuɗa kwehama dzaŋgu, iʋo ʋorudzi rwaŋgu panyama; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti ndaida kuti ini ndimene ndive munhu akatukwa, akaparadzaniswa naKristu nokuda kwehama dzangu, ivo vorudzi rwangu panyama; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndingatoda zvangu kuti iyeni pachangu ndipinde rushambwa uye kuti ndichekaniswe zvangu ukama naKristu pamusana pehama dzangu voukama nemi parudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndingatoda zvangu kuti iyeni pachangu ndipinde rushambwa uye kuti ndichekaniswe zvangu ukama naKristu pamusana pehama dzangu voukama nemi parudzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Nokuti ndinoshuva kuti dai ini pachangu ndaiva munhu akatukwa uye ndakaparadzaniswa naKristu nokuda kwehama dzangu, ivo vorudzi rwangu, Viz kapitola |