ƲaRoma 9:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀicaitika kuti paya pakaŋga parebga kwaʋari: Hamuzi ʋanhu ʋaŋgu, Ipapo ʋacaidzwa ʋanakomana ʋaMŋari mupenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Zvichaitika kuti paya pakanga parehwa kwavari, ‘Hamuzi vanhu vangu,’ Ipapo vachaidzwa vanakomana vaMwari mupenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Panzvimbo imwecheteyo pavakambonzi, “Hamusi vanhu vangu, vachanzi vana vaMwari mupenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Panzvimbo imwecheteyo pavakambonzi, “Hamusi vanhu vangu, vachanzi vana vaMwari mupenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 uye, Zvichaitika kuti paya painzi kwavari, “Hamusi vanhu vangu; vachanzi ‘vanakomana vaMwari mupenyu.’ ” Viz kapitola |