ƲaRoma 9:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 iyesu ʋakaɗanwa ʋo naye, tisiŋgabvi kuʋaJuda ɓedzi, asi kuʋahedeni ʋo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 iyesu vakadanwawo naye, tisingabvi kuvaJudha bedzi, asi kuvahedheniwo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kunyange iyesu takadaidzwa tichibva kwete kuvaJudha voga asi tichibvawo mukati mevechirudzi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Kunyange iyesu takadaidzwa tichibva kwete kuvaJudha voga asi tichibvawo mukati mevechirudzi? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 kunyange isu, vaya vaakadana, kwete kubva kuvaJudha chete asi nokubva kune veDzimwe Ndudziwo? Viz kapitola |