Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 9:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino iwe uŋgati kwandiri: Iye ucapireiko mhoȿa? Nokuti ndianiko unoramba kuɗa kwake?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino iwe ungati kwandiri, “Iye achapireiko mhosva? Nokuti ndianiko anoramba kuda kwake?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Saka muchanditi, ko zvino anozopirei munhu mhosva nokuti ndiani angapikisane nezvaanoda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Saka muchanditi, ko zvino anozopirei munhu mhosva nokuti ndiani angapikisane nezvaanoda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Mumwe wenyu angati kwandiri, “Zvino sei Mwari achiramba achitipa mhosva? Nokuti ndianiko acharamba kuda kwake?”

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 9:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy