ƲaRoma 9:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Naiɀoɀo unonzwira ŋgoni waanoɗa; ʋuye unowomesera mŋoyo waanoɗa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Naizvozvo anonzwira ngoni waanoda; uye anoomesera mwoyo waanoda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Naizvozvo anoitira tsitsi kune wose waanenge ada achiita kuti waanenge ada zvake amuaomese mwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Naizvozvo anoitira tsitsi kune wose waanenge ada achiita kuti waanenge ada zvake amuaomese mwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Naizvozvo Mwari anonzwira ngoni waanoda kunzwira ngoni, uye anoomesa mwoyo wouyo waanoda kuomesa. Viz kapitola |