Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 9:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Nokuti Rugwaro runoti kunaFarao: Ndiɀo ɀandakakumutsira, kuti ndiratidze simba raŋgu kwauri, ʋuye kuti zita raŋgu riparidzwe panyika yose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Nokuti Rugwaro runoti kuna Farao, “Ndizvo zvandakakumutsira, kuti ndiratidze simba rangu kwauri, uye kuti zita rangu riparidzwe panyika yose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Magwaro Matsvene anoti kuna Faro, “Chandakakuitira mambo ndechokuti ndiratidze simba rangu nemauri, kuti zita rangu riparidzwe pasi pose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Magwaro Matsvene anoti kuna Faro, “Chandakakuitira mambo ndechokuti ndiratidze simba rangu nemauri, kuti zita rangu riparidzwe pasi pose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Nokuti Rugwaro runoti kuna Faro, “Ndakakumutsira chikonzero ichochi, kuti ndiratidze simba rangu mauri uye kuti zita rangu rigoparidzwa panyika yose.”

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 9:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy