ƲaRoma 9:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuti unoti kunaMosesi: Ndicanzwira ŋgoni wandinonzwira ŋgoni, ndicanzwira tsitsi wandinonzwira tsitsi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Nokuti anoti kuna Mosesi, “Ndichanzwira ngoni wandinonzwira tsitsi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 nokuti anoti kuna Mosesi, “Ndichaitira tsitsi wandinenge ndada kuitira tsitsi nokunzwira urombo wandinenge ndada kunzwira urombo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 nokuti anoti kuna Mosesi, “Ndichaitira tsitsi wandinenge ndada kuitira tsitsi nokunzwira urombo wandinenge ndada kunzwira urombo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Nokuti anoti kuna Mozisi: “Ndichanzwira ngoni wandichanzwira ngoni, uye ndichaitira tsitsi wandichaitira tsitsi.” Viz kapitola |