ƲaRoma 9:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ticatiyiko? Kusarurama kuri’po kunaMŋari here? Haiȿa! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino tichatiiko? Kusarurama kuripo kuna Mwari here? Haisva! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino totiiko, zvinoreva kuti Mwari ano rusaruro here? Kwete handizvo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Zvino totiiko, zvinoreva kuti Mwari ano rusaruro here? Kwete handizvo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Zvino tichatiiko? Mwari haaruramisiri here? Kwete napaduku! Viz kapitola |