ƲaRoma 9:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ndinotaura ɀirokwaɀo munaKristu, handireʋi nhema, hana yaŋgu icindipupurira muMŋeya Mutȿene, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Ndinotaura zvirokwazvo muna Kristu, handirevi nhema, hana yangu ichindipupurira muMweya Mutsvene, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndinotaura chokwadi muna Kristu, handirevi nhema uye hana yangu iina Mweya Mutsvene inondipupurira Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Ndinotaura chokwadi muna Kristu, handirevi nhema uye hana yangu iina Mweya Mutsvene inondipupurira Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ndinotaura chokwadi muna Kristu, handirevi nhema, hana yangu inondipupurira muMweya Mutsvene Viz kapitola |