ƲaRoma 8:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Kwete, paɀinhu iɀi ɀose tiri ʋakundi nokupfuʋurisa naiye wakatiɗa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Kwete, pazvinhu izvi zvose tiri vakundi nokupfuurisa naiye wakatida. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Aiwa muna zvose izvi tiri vakundi vokutopfuuridza nokuna iye akatida Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Aiwa muna zvose izvi tiri vakundi vokutopfuuridza nokuna iye akatida Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Kwete, pazvinhu zvose izvi tiri vakundi nokupfuurisa kubudikidza naiye akatida. Viz kapitola |