Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 8:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Iye usina‐kuramba kunyaŋge noMŋanakomana wake, asi wakamupa cose nokuɗa kweɗu tose, uŋgarega seiko kutipa ʋo ɀose pamŋe cete naye?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Iye asina kuramba kunyange noMwanakomana wake, asi akamupa chose nokuda kwedu tose, angarega seiko kutipawo zvose pamwechete naye?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 iye asina kuramba noMwanakomana wake waakatopirira isu tose. Haazotipawo here zvinhu zvose pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 iye asina kuramba noMwanakomana wake waakatopirira isu tose. Haazotipawo here zvinhu zvose pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Iye asina kuramba noMwanakomana wake, asi akamupa chose nokuda kwedu tose, angarega seiko kutipawo zvose, pamwe chete naye?

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 8:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy