Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 8:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Tinoziʋa kuti ɀinhu ɀose ɀinoɓatirana kuti ɀiitire ɀakanaka aʋo ʋanoɗa Mŋari, aʋo ʋakaɗanwa seɀaakafuŋga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Tinoziva kuti zvinhu zvose zvinobatirana kuti zviitire zvakanaka avo vanoda Mwari, avo vakadanwa sezvaakafunga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Tinozivawo kuti muna zvose, Mwari anoshanda kuti zvinakire vanhu vanomuda, vaya vakadaidzwa maererano nezviri pamwoyo pake

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Tinozivawo kuti muna zvose, Mwari anoshanda kuti zvinakire vanhu vanomuda, vaya vakadaidzwa maererano nezviri pamwoyo pake

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Uye tinoziva kuti muzvinhu zvose Mwari anoita kuti zviitire zvakanaka kuna avo vanomuda, vaya vakadanwa sezvaakafunga.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 8:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy