ƲaRoma 8:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Nokuti takaponeswa netariro; asi tariro inoʋonekwa, haizi tariro; nokuti ndiani unotarira caanoʋona? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Nokuti takaponeswa netariro; asi tariro inoonekwa, haizi tariro; nokuti ndiani anotarira chaanoona? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Nokuti takaponeswa nechitarisiro ichocho. Chinhu chaunotarisira kana chichionekwa zvokutarisira hapana nokuti ndiani angatarisire chinhu chaarikuona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Nokuti takaponeswa nechitarisiro ichocho. Chinhu chaunotarisira kana chichionekwa zvokutarisira hapana nokuti ndiani angatarisire chinhu chaarikuona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Nokuti mutariro iyi takaponeswa. Asi tariro inoonekwa haizi tariro zvachose. Ndiani anotarisira chaanacho kare? Viz kapitola |