ƲaRoma 8:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nokuti tinoziʋa kuti ɀisikwa ɀose ɀinogomera nokurwadziwa pamŋe cete kuȿikira ɀino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Nokuti tinoziva kuti zvisikwa zvose zvinogomera nokurwadziwa pamwechete kusvikira zvino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Tinoziva kuti zvisikwa zvose zvanga zvichigomera pamwechete mukurwadziwa kusvikira iye zvino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Tinoziva kuti zvisikwa zvose zvanga zvichigomera pamwechete mukurwadziwa kusvikira iye zvino. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Tinoziva kuti zvisikwa zvose zvinogomera sokurwadza kwokuzvara mwana kusvikira panguva ino. Viz kapitola |