Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 8:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Nokuti kana mucifamba netsika dzenyama, mucafa; asi kana muciʋuraya maɓasa omuʋiri noMŋeya, mucararama;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Nokuti kana muchifamba netsika dzenyama, muchafa; asi kana muchiuraya mabasa omuviri noMweya, muchararama;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 nokuti ukagara upenyu hwenyama, uchafa asi kana ukauraya, naMweya, zviito zvomuviri uchararama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 nokuti ukagara upenyu hwenyama, uchafa asi kana ukauraya, naMweya, zviito zvomuviri uchararama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Nokuti kana muchirarama maererano nezvinodiwa nenyama, muchafa, asi kana muchirarama noMweya munouraya mabasa akaipa omuviri, uye muchararama,

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 8:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy