Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 8:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Kana Kristu ari mukati menyu, muʋiri wakafa nokuɗa kweɀiʋi, asi mŋeya mupenyu nokuɗa kwokururama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Kana Kristu ari mukati menyu, muviri wakafa nokuda kwezvivi, asi mweya mupenyu nokuda kwokururama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Asi kana Kristu ari mamuri, kunyange miviri yenyu yakafa nokuda kwechitadzo, mweya yenyu mipenyu pamusana poururami.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Asi kana Kristu ari mamuri, kunyange miviri yenyu yakafa nokuda kwechitadzo, mweya yenyu mipenyu pamusana poururami.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Asi kana Kristu ari mamuri, muviri wenyu wakafa nokuda kwechivi, asi Mweya wenyu mupenyu nokuda kwokururama.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 8:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy