Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 7:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino ticatiyiko? Murairo ɀiʋi here? Haiȿa! Asi handizaiziʋa ɀiʋi kana murairo usaiʋa’po; nokuti handizaiziʋa kuciʋa, kana murairo usina‐kuti: Usaciʋa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino tichatiiko? Murayiro zvivi here? Haisva! Asi handizaiziva zvivi kana murayiro usaivapo; nokuti handizaiziva kuchiva, kana murayiro usina kuti, “Usachiva;”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Zvino toti kudiiko? Toti here mutemo chitadzo? Kwete. Asiwo dai pasina mutemo, ndingadai ndisina kumboziva chinonzi chitadzo. Ndingadai ndisina kumboziva chinonzi kuchiva dai kuri kuti mutemo hauna kuti, “Usachive.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Zvino toti kudiiko? Toti here mutemo chitadzo? Kwete. Asiwo dai pasina mutemo, ndingadai ndisina kumboziva chinonzi chitadzo. Ndingadai ndisina kumboziva chinonzi kuchiva dai kuri kuti mutemo hauna kuti, “Usachive.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Zvino tichatiiko? Murayiro chivi here? Kwete! Zvirokwazvo ndingadai ndisina kuziva kuti chivi chii dai murayiro wakanga usipo. Nokuti ndingadai ndisina kuziva kuti kuchiva chii kudai murayiro usina kuti, “Usachiva.”

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 7:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy