ƲaRoma 7:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino kana ndiciita ɀandisiŋgaɗi, handicini ndinoɀiita, asi ɀiʋi ɀinogara mandiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino kana ndichiita zvandisingadi, handichini ndinozviita, asi zvivi zvinogara mandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvino kana ndichiita zvandisingadi kuita, handisirini ndiri kuzviita asi kamwoyo kokuda kutadza kanogara mandiri kaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Zvino kana ndichiita zvandisingadi kuita, handisirini ndiri kuzviita asi kamwoyo kokuda kutadza kanogara mandiri kaya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Zvino kana ndichiita zvandisingadi kuita, handisini ndinozviita, asi chivi chinogara mandiri ndicho chinozviita. Viz kapitola |