Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 7:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino kana ndiciita ɀandisiŋgadi, ndinobvumira kuti murairo wakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino kana ndichiita zvandisingadi, ndinobvumira kuti murayiro wakanaka

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvino kana ndichiita zvandisingadi kuita, zvinoreva kuti ndinobvuma kuti mutemo wakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Zvino kana ndichiita zvandisingadi kuita, zvinoreva kuti ndinobvuma kuti mutemo wakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Uye kana ndikaita zvandisingadi kuita, ndinobvuma kuti murayiro wakanaka.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 7:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy