ƲaRoma 7:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ko ɀino ɀakanaka ɀakazoʋa rufu kwandiri here? Haiȿa! Asi ndiɀo ɀiʋi, kuti ɀiratidzwe kuti ɀiʋi, ɀakandiitira rufu neɀakanaka; kuti nomutemo ɀiʋi ɀiʋe ɀakaipa kwaɀo‐kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ko zvino zvakanaka zvakazova rufu kwandiri here? Haisva! Asi ndizvo zvivi, kuti zviratidzwe kuti zvivi, zvakandiitira rufu nezvakanaka; kuti nomutemo zvivi zvive zvakaipa kwazvokwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ko zvino tingati icho chinhu chakanaka kudai chakaunza rufu kwandiri here? Handizvo kwete, asi kuti chitadzo ndicho chaikonzera rufu mandiri nomune chinhu chakanaka, kuti chitadzo chionekwe zvachiri kuti chitadzo. Uye chashandisa mutemo kudaro chichibva chanyatsobuda pachena kuti chakaipisisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ko zvino tingati icho chinhu chakanaka kudai chakaunza rufu kwandiri here? Handizvo kwete, asi kuti chitadzo ndicho chaikonzera rufu mandiri nomune chinhu chakanaka, kuti chitadzo chionekwe zvachiri kuti chitadzo. Uye chashandisa mutemo kudaro chichibva chanyatsobuda pachena kuti chakaipisisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ko, zvino chakanaka chakazova rufu kwandiri here? Kwete napaduku pose! Asi kuti chivi chionekwe sechivi, chakabereka rufu kubudikidza nechakanaka, kuitira kuti kubudikidza nomutemo chivi chive chakaipa kwazvo. Viz kapitola |