ƲaRoma 6:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino kana takafa pamŋe cete naKristu, tinotenda kuti ticararama ʋo pamŋe cete naye; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino kana takafa pamwechete naKristu, tinotenda kuti tichararamawo pamwechete naye; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi kana takafa pamwe naKristu kudai tinodavira kuti tichararamawo pamwechete naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi kana takafa pamwe naKristu kudai tinodavira kuti tichararamawo pamwechete naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvino kana takafa naKristu, tinotenda kuti tichararamawo pamwe chete naye. Viz kapitola |