ƲaRoma 6:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Haiȿa! Isu takafa kuɀiʋi, ticagara seiko mukati maɀo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Haisva! Isu takafa kuzvivi, tichagara seiko mukati mazvo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kwete, handizvo. Zvingaitike sei kuti, isu kuchitadzo, tiri vanhu vakafa, tirambe tichirarama machiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kwete, handizvo. Zvingaitike sei kuti, isu kuchitadzo, tiri vanhu vakafa, tirambe tichirarama machiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kwete napaduku pose! Takafa kuzvivi; tingararama sei mazviri zvakare? Viz kapitola |