ƲaRoma 5:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino, ɀatakaruramiswa muropa rake, ticaponeswa ɀikuru sei naye pakutsamŋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino, zvatakaruramiswa muropa rake, tichaponeswa zvikuru sei naye pakutsamwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino zvatakaruramiswa neropa rake tichanunurwa zvikuru sei kuchirango chaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino zvatakaruramiswa neropa rake tichanunurwa zvikuru sei kuchirango chaMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Zvino sezvo takaruramisirwa neropa rake, tichaponeswa zvikuru sei naye kubva pakutsamwa kwaMwari! Viz kapitola |